Transformernim v Eeb F oN50laT
transformer , uses transforms current
Transformer idevice inochinja alternating current voltage ichiidzikisa kana kukwidza voltage.Kune step up transformer nestep down transformer.
Contents
- 1 step up transformer
- 2 step down transformer
- 3 Auto transformer
- 4 capacitor voltage transformer
- 5 audio transformer
- 6 uses
step up transformer[chinja | edit source]
Step up transiformer itransformer inochinja low voltage yekualternating current ichiisa kuhigh voltage .Step up transformer inemacoiled wire mashoma kuprimary Coil than kusecondary.Zvinhu izvi zvinofanha kusiyana kumacoiled times kuti zvichinje voltages.
step down transformer[chinja | edit source]
Step downer transformer ndere kudzikisa mavoltages from high voltage to low voltages.Mastep down transformers aya anemany coiled copper kuprimary core nemafew coiled copper kusecondary circuit.
Auto transformer[chinja | edit source]
capacitor voltage transformer[chinja | edit source]
audio transformer[chinja | edit source]
uses[chinja | edit source]
Transformers anoshandiswa pakuwedzera masignals arikudiwa kuti mardaio waves ashande.Matransformer anoti maradio frequencies awedzere .Anoshandiswa kutransmitter zvinhu zviri kure kure.Kumagetsi matransformer anoshandiswa kuwedzera magetsi kana kudzora magetsi.Matransformers aya aitakuti technology yeve simple.